Ezekieri 47:21 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 “Ndokukamurirana kwamuchaita nyika iyoyi pakati penyu zvichienderanawo namadzinza eIsiraeri. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)21 Saiɀoɀo munofanira kuɀiganhurira nyika iyi, ɀicienzana namarudzi aIsraeri. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200221 “Saizvozvo munofanira kuzviganhurira nyika iyi, zvichienzana namarudzi aIsiraeri. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 “Ndokukamurirana kwamuchaita nyika iyoyi pakati penyu zvichienderanawo namadzinza eIsiraeri. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona21 “Ndokukamurirana kwamuchaita nyika iyoyi pakati penyu zvichienderanawo namadzinza eIsiraeri. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi21 “Munofanira kugovana nyika iyi pakati penyu zvakaenzanirana namarudzi aIsraeri. Viz kapitola |