Ezekieri 46:22 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Mukona ina dzenhandare iyoyo maiva nezvivanze zviduku zvinoita mamita makumi maviri kureba noupamhi hunoita mamita gumi namashanu, pahuna hwazvo kudaro zvakanga zvakaenzana. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)22 Pamakona manna oruʋazhe pakaŋga panamaʋazhe akakomberedzwa, akaita makubiti makumi manna pakureɓa, namakumi matatu pakufara; awa manna pamakona akaŋga akaenzana. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200222 Pamakona mana oruvanze pakanga pana mavanze akakomberedzwa, akaita mamita makumi mana pakureba, namakumi matatu pakufara; awa mana pamakona akanga akaenzana. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Mukona ina dzenhandare iyoyo maiva nezvivanze zviduku zvinoita mamita makumi maviri kureba noupamhi hunoita mamita gumi namashanu, pahuna hwazvo kudaro zvakanga zvakaenzana. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona22 Mukona ina dzenhandare iyoyo maiva nezvivanze zviduku zvinoita mamita makumi maviri kureba noupamhi hunoita mamita gumi namashanu, pahuna hwazvo kudaro zvakanga zvakaenzana. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi22 Mukati mamakona mana oruvazhe rwokunze makanga muna mavazhe akakomberedzwa, akareba makubhiti makumi mana noupamhi hwaiva namakubhiti makumi matatu; ruvazhe rumwe norumwe mumakona mana aya rwakanga rwakaenzana. Viz kapitola |