Ezekieri 46:21 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Akazondiunza kumberi kunhandare yokunze akaenda neni kumativi mana enhandare iyoyo. Pakona yoga yoga yenhandare iyoyo pakange paine ruvanze. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)21 Ɀino akaenda neni kuruʋazhe rwokunze, akandifambisa napamakona manna oruʋazhe; ɀino tarira, pakona rimŋe nerimŋe roruʋazhe pakaŋga panoruʋazhe. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200221 Zvino akaenda neni kuruvanze rwokunze, akandifambisa napamakona mana oruvanze; zvino tarira, pakona rimwe nerimwe roruvanze pakanga pano ruvanze. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Akazondiunza kumberi kunhandare yokunze akaenda neni kumativi mana enhandare iyoyo. Pakona yoga yoga yenhandare iyoyo pakange paine ruvanze. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona21 Akazondiunza kumberi kunhandare yokunze akaenda neni kumativi mana enhandare iyoyo. Pakona yoga yoga yenhandare iyoyo pakange paine ruvanze. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi21 Ipapo akandibudisa kuruvazhe rwokunze uye akanditungamirira tichitenderera makona arwo mana, uye akaona pakona imwe neimwe rumwe ruvazhe. Viz kapitola |