Online Bible

- Reklamy -

Ezekieri 46:18 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

18 Ishe haafaniri kutora kai zvako kenhaka yavanhu ivava achivadzinga panyika yavo. Anosungirwa kupa vanakomana vake nhaka yavo yaanoita zvokubvisa pazvinhu zvake iye pachake kuitira kuti parege kuva kana nomumwe wavanhu vangu anozotorerwa zvinhu zvake.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

18 Ʋuye mucinda haafaniri kutorera ʋanhu nhaka yaʋo, kuti aʋadziŋge panyika yaʋo; unofanira kupa ʋanakomana ʋake nhaka inobva paneɀake, kuti ʋanhu ʋaŋgu ʋarege kuparadzirwa mumŋe nomumŋe abve paneɀake.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

18 Uye muchinda haafaniri kutorera vanhu nhaka yavo, kuti avadzinge panyika yavo; anofanira kupa vanakomana vake nhaka inobva pane zvake, kuti vanhu vangu varege kuparadzirwa mumwe nomumwe abve pane zvake.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

18 Ishe haafaniri kutora kai zvako kenhaka yavanhu ivava achivadzinga panyika yavo. Anosungirwa kupa vanakomana vake nhaka yavo yaanoita zvokubvisa pazvinhu zvake iye pachake kuitira kuti parege kuva kana nomumwe wavanhu vangu anozotorerwa zvinhu zvake.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

18 Muchinda haafaniri kutora nhaka ipi zvayo yavanhu, achivadzinga pazvinhu zvavo. Anofanira kupa vanakomana vake nhaka yavo inobva pane zvake, kuitira kuti vanhu vangu varege kuparadzaniswa nezvinhu zvavo.’ ”

Viz kapitola kopírovat

Ezekieri 46:18

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy