Ezekieri 46:14 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Anosungirwa kuita kuti pave nomupiro wembesanwa pamwechete nawo mangwanani oga oga, hupfu hunokaroita marita mana uye mafuta eorivhi anokaroita marita maviri okunyava upfu hwacho hwekoroni somupiro wembesanwa wokupira kuna Tenzi. Iwoyu ndiwo murao womupiro wokupisa unoramba uchiitwa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Pamŋe cete naro unofanira kugadzira maŋgwanani ose cipiriso coʋupfu, cinoti mugoʋe wecitanhatu weefa, nomugoʋe wecitatu wehini yamafuta kunyoroʋesa nawo ʋupfu bgakatsetseka; ciʋe cipiriso coʋupfu kunaJehova ŋguʋa dzose nomutemo usiŋgaperi. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200214 Pamwechete naro anofanira kugadzira mangwanani ose chipiriso choupfu, chinoti mugove wechitanhatu weefa, nomugove wechitatu wehini yamafuta kunyorovesa nawo upfu hwakatsetseka; chive chipiriso choupfu kuna Jehovha nguva dzose nomutemo usingaperi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Anosungirwa kuita kuti pave nomupiro wembesanwa pamwechete nawo mangwanani oga oga, hupfu hunokaroita marita mana uye mafuta eorivhi anokaroita marita maviri okunyava upfu hwacho hwekoroni somupiro wembesanwa wokupira kuna Tenzi. Iwoyu ndiwo murao womupiro wokupisa unoramba uchiitwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona14 Anosungirwa kuita kuti pave nomupiro wembesanwa pamwechete nawo mangwanani oga oga, hupfu hunokaroita marita mana uye mafuta eorivhi anokaroita marita maviri okunyava upfu hwacho hwekoroni somupiro wembesanwa wokupira kuna Tenzi. Iwoyu ndiwo murao womupiro wokupisa unoramba uchiitwa. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi14 Unofanira kuuyawo nechipiriso chezviyo chinokwana chikamu chimwe chete muzvitanhatu cheefa, nechikamu chimwe chete kubva muzvitatu chehini yamafuta okunyorovesa upfu, mangwanani oga oga. Kupiwa kwechipiriso ichi kuna Jehovha, mutemo unogara nokusingaperi. Viz kapitola |