Ezekieri 45:8 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Ndiwo uchava mugove wake iwoyo muIsiraeri. Madzishe angu iwayo haazodzvinyiriri vanhu vangu, asi kutoti vachaita kuti vemba yaIsiraeri vawane nyika maererano namadzinza avo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Nyika iyo inofanira kuʋa nhaka yake pakati paIsraeri; macinda aŋgu haaŋgazomanikidzi ʋanhu ʋaŋgu, asi acapa imba yaIsraeri nyika ʋacienzanisa namarudzi aʋo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20028 Nyika iyo inofanira kuva nhaka yake pakati paIsiraeri; machinda angu haangazomanikidzi vanhu vangu, asi achapa imba yaIsiraeri nyika vachienzanisa namarudzi avo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Ndiwo uchava mugove wake iwoyo muIsiraeri. Madzishe angu iwayo haazodzvinyiriri vanhu vangu, asi kutoti vachaita kuti vemba yaIsiraeri vawane nyika maererano namadzinza avo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona8 Ndiwo uchava mugove wake iwoyo muIsiraeri. Madzishe angu iwayo haazodzvinyiriri vanhu vangu, asi kutoti vachaita kuti vemba yaIsiraeri vawane nyika maererano namadzinza avo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Nyika iyi ichava yake pakati paIsraeri. Uye machinda angu haachazomanikidzizve vanhu vangu asi vachatendera imba yaIsraeri kuti vatore nyika zvinoenderana namarudzi avo. Viz kapitola |