Ezekieri 45:20 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Unofanira kuita izvozvi pazuva rechinomwe remwedzi uchiitira ani naani zvake anenge atadzira Mwari mukukanganisa kana mukusaziva. Saizvozvo ucharipira zvitadzo zvomuTemberi. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)20 Munofanira kuita ʋo saiɀoɀo nezuʋa recinomŋe romŋedzi, pamsoro pomumŋe nomumŋe unotadza, napamsoro peɓenzi; saiɀoɀo munofanira kuyananisira imba. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200220 Munofanira kuitawo saizvozvo nezuva rechinomwe romwedzi pamusoro pomumwe nomumwe anotadza, napamusoro pebenzi; saizvozvo munofanira kuyananisira imba. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Unofanira kuita izvozvi pazuva rechinomwe remwedzi uchiitira ani naani zvake anenge atadzira Mwari mukukanganisa kana mukusaziva. Saizvozvo ucharipira zvitadzo zvomuTemberi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona20 Unofanira kuita izvozvi pazuva rechinomwe remwedzi uchiitira ani naani zvake anenge atadzira Mwari mukukanganisa kana mukusaziva. Saizvozvo ucharipira zvitadzo zvomuTemberi. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi20 Munofanira kuita zvimwe chetezvo pazuva rechinomwe romwedzi kuna ani zvake asina kutadza nobwoni kana nokusaziva; saka munofanira kuyananisira temberi. Viz kapitola |