Ezekieri 45:14 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Mafuta acho anozoramba achingovapo chete anofanira kuti aite marita maviri ane mamiririta makumi maviri pamazana maviri amarita ane marita makumi maviri. (Mwero wokupimisa wainzi koru nounonzi homa yakafanana mumwe nomumwe wakanga uchiita sewainziwo bhati waive negumi ramabhagidhi.) Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 ʋuye mugoʋe wakatarwa wamafuta, webati ramafuta, unofanira kuʋa mugoʋe wegumi webati wakatorwa pakori, ndiwo mabati anegumi, ndiyo homeri imŋe (nokuti mabati anegumi anoita homeri imŋe); Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200214 uye mugove wakatarwa wamafuta, webhati ramafuta, unofanira kuva mugove wegumi webhati wakatorwa pakori, ndiwo mabhati ane gumi, ndiyo homeri imwe nokuti mabhati ane gumi anoita homeri imwe; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Mafuta acho anozoramba achingovapo chete anofanira kuti aite marita maviri ane mamiririta makumi maviri pamazana maviri amarita ane marita makumi maviri. (Mwero wokupimisa wainzi koru nounonzi homa yakafanana mumwe nomumwe wakanga uchiita sewainziwo bhati waive negumi ramabhagidhi.) Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona14 Mafuta acho anozoramba achingovapo chete anofanira kuti aite marita maviri ane mamiririta makumi maviri pamazana maviri amarita ane marita makumi maviri. (Mwero wokupimisa wainzi koru nounonzi homa yakafanana mumwe nomumwe wakanga uchiita sewainziwo bhati waive negumi ramabhagidhi.) Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi14 Nechiyero chakatarwa chamafuta, chakayerwa nebhati, ndicho chegumi chebhati kubva pakori rimwe nerimwe (rina mabhati gumi kana homeri imwe chete, pamabhati gumi anoenzana nehomeri imwe chete). Viz kapitola |