Ezekieri 44:26 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika26 Asi kana azvichenura ngavamuverengere mazuva manomwe. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)26 Ɀino kana iye apera kunatswa, unofanira kutarirwa mazuʋa manomŋe. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200226 Zvino kana iye apera kunatswa, anofanira kutarirwa mazuva manomwe. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika26 Asi kana azvichenura ngavamuverengere mazuva manomwe. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona26 Asi kana azvichenura ngavamuverengere mazuva manomwe. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi26 Shure kwokunatswa kwake, anofanira kumirira kwamazuva manomwe. Viz kapitola |