Online Bible

- Reklamy -

Ezekieri 44:22 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

22 Havafaniri kuroora chirikadzi kana mukadzi akarambwa, asi mhandara chete yorudzi rwemba yaIsiraeri kana chirikadzi yomupristi.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

22 Haʋafaniri kuwana cirikadzi, kana mukadzi wakarambga nomurume; asi ʋanofanira kuwana mhandara pakati paʋana ʋeimba yaIsraeri, kana cirikadzi, iri cirikadzi yomuprista.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

22 Havafaniri kuwana chirikadzi, kana mukadzi akarambwa nomurume; asi vanofanira kuwana mhandara pakati pavana veimba yaIsiraeri, kana chirikadzi, iri chirikadzi yomupristi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

22 Havafaniri kuroora chirikadzi kana mukadzi akarambwa, asi mhandara chete yorudzi rwemba yaIsiraeri kana chirikadzi yomupristi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

22 Havafaniri kuroora chirikadzi kana mukadzi akarambwa, asi mhandara chete yorudzi rwemba yaIsiraeri kana chirikadzi yomupristi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

22 Havafaniri kuwana chirikadzi kana mukadzi akarambwa, vanofanira kuwana mhandara dzorudzi rwaIsraeri kana chirikadzi dzavaprista.

Viz kapitola kopírovat

Ezekieri 44:22

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy