Ezekieri 44:21 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Hapana mupristi anofanira kunwa waini paanopinda munhandare yomukati. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)21 Muprista upi noupi ŋgaarege kunwa waini, kana acipinda muruʋazhe rwomukati. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200221 Mupristi upi noupi ngaarege kunwa waini, kana achipinda muruvanze rwomukati. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Hapana mupristi anofanira kunwa waini paanopinda munhandare yomukati. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona21 Hapana mupristi anofanira kunwa waini paanopinda munhandare yomukati. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi21 Muprista haafaniri kunwa waini panguva yaanopinda muruvazhe rwomukati. Viz kapitola |