Online Bible

- Reklamy -

Ezekieri 44:16 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

16 Ivava ndivo vachapinda muNzvimbo yangu Inoera, uye ndivo vachasvika paAtari yangu kuzondishandira. Ndivo vachandiitira basa rokuchengetedza zvinhu.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

16 ʋacapinda munɀimbo yaŋgu tȿene, ʋacasweɗera kutafura yaŋgu, kuti ʋandishumire, ʋuye ʋacaceŋgeta ɓasa raŋgu.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

16 vachapinda munzvimbo yangu tsvene, vachaswedera kutafura yangu, kuti vandishumire, uye vachachengeta basa rangu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

16 Ivava ndivo vachapinda muNzvimbo yangu Inoera, uye ndivo vachasvika paAtari yangu kuzondishandira. Ndivo vachandiitira basa rokuchengetedza zvinhu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

16 Ivava ndivo vachapinda muNzvimbo yangu Inoera, uye ndivo vachasvika paAtari yangu kuzondishandira. Ndivo vachandiitira basa rokuchengetedza zvinhu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

16 Ivo chete ndivo vanofanira kupinda munzvimbo yangu tsvene; ndivo chete vanofanira kuswedera patafura yangu kuti vashumire pamberi pangu vagoita basa rangu.

Viz kapitola kopírovat

Ezekieri 44:16

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy