Ezekieri 44:12 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Pamusana pokuti vakavaitira mabasa pamberi pezvifananidzo zvavo zvokunamata vakave chipingamupinyi chokuipa kuimba yaIsiraeri saka ndakapika kuti vachawana mubayiro wavo wokurangwa. Ndizvo zviri kutaura Tenzi. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 Ɀaʋakaʋashumirira pamberi peɀifananidzo ɀaʋo, ʋakazoʋa cigumbuso ceɀakaipa kuimba yaIsraeri; naiɀoɀo ndakaʋasimudzira ruʋoko rwaŋgu — ndiɀo ɀinotaura Jehova — ʋacaʋa nemhoȿa yeɀakaipa ɀaʋo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200212 Zvavakavashumirira pamberi pezvifananidzo zvavo, vakazova chigumbuso chezvakaipa kuimba yaIsiraeri; naizvozvo ndakavasimudzira ruoko rwangu, ndizvo zvinotaura Jehovha vachava nemhosva yezvakaipa zvavo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Pamusana pokuti vakavaitira mabasa pamberi pezvifananidzo zvavo zvokunamata vakave chipingamupinyi chokuipa kuimba yaIsiraeri saka ndakapika kuti vachawana mubayiro wavo wokurangwa. Ndizvo zviri kutaura Tenzi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona12 Pamusana pokuti vakavaitira mabasa pamberi pezvifananidzo zvavo zvokunamata vakave chipingamupinyi chokuipa kuimba yaIsiraeri saka ndakapika kuti vachawana mubayiro wavo wokurangwa. Ndizvo zviri kutaura Tenzi. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi12 Asi nemhaka yokuti vakavashumira pamberi pezvifananidzo zvavo vakaita kuti imba yaIsraeri iwire muchivi, naizvozvo ndakapika ruoko rwangu rwakasimudzwa kuti vanofanira kutakura vamene zvibereko zvechivi chavo, ndizvo zvinotaura Ishe Jehovha. Viz kapitola |