Ezekieri 44:1 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Akazondidzosera kuSuo Guru rokunze kweNzvimbo Inoera rakatarisa kumabvazuva rakanga rakapfigwa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)1 Ɀino wakandidzosa nenzira yesuʋo rokunze renɀimbo tȿene, rakaŋga rakatarira kurutiʋi rwamabvazuʋa; asi rakaŋga rakapfigwa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20021 Zvino akandidzosa nenzira yesuo rokunze renzvimbo tsvene, rakanga rakatarira kurutivi rwamabvazuva; asi rakanga rakapfigwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Akazondidzosera kuSuo Guru rokunze kweNzvimbo Inoera rakatarisa kumabvazuva rakanga rakapfigwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona1 Akazondidzosera kuSuo Guru rokunze kweNzvimbo Inoera rakatarisa kumabvazuva rakanga rakapfigwa. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi1 Ipapo murume uyu akandidzosera kusuo rokunze renzvimbo tsvene rakanga rakatarisa kumabvazuva, uye rakanga rakapfigwa. Viz kapitola |