Ezekieri 43:27 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika27 Kana vazopedza mazuva iwaya, ipapo kubvira pazuva resere zvichienda mberi vapristi vachange vachipira paatari mipiro yenyu yokupisa nemipiro yenyu yokuwadzana, ndichakugamuchirai” ndizvo zviri kutaura Tenzi Mwari. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)27 Ɀino kana ʋapedza mazuʋa, nezuʋa rorusere, naanoteʋera, ʋaprista ʋanofanira kuʋuya neɀipiriso ɀenyu ɀinopiswa paartari, neɀipiriso ɀenyu ɀokuyananisa; ipapo ndicakugamucirai — ndiɀo ɀinotaura Jehova. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200227 Zvino kana vapedeza mazuva, nezuva rorusere, naanotevera, vapristi vanofanira kuuya nezvipiriso zvenyu zvinopiswa paaritari, nezvipiriso zvenyu zvokuyananisa; ipapo ndichakugamuchirai,” ndizvo zvinotaura Jehovha. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika27 Kana vazopedza mazuva iwaya, ipapo kubvira pazuva resere zvichienda mberi vapristi vachange vachipira paatari mipiro yenyu yokupisa nemipiro yenyu yokuwadzana, ndichakugamuchirai” ndizvo zviri kutaura Tenzi Mwari. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona27 Kana vazopedza mazuva iwaya, ipapo kubvira pazuva resere zvichienda mberi vapristi vachange vachipira paatari mipiro yenyu yokupisa nemipiro yenyu yokuwadzana, ndichakugamuchirai” ndizvo zviri kutaura Tenzi Mwari. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi27 Shure kwamazuva iwayo, kubva pazuva rorusere, vaprista vanofanira kuuya nezvibayiro zvinopiswa nezvipiriso zvokuwadzana paaritari. Ipapo ndichakugamuchirai, ndizvo zvinotaura Ishe Jehovha.” Viz kapitola |