Online Bible

- Reklamy -

Ezekieri 43:23 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

23 Kana wapedza kuichenura, unofanira kuzopira handira isina chinoshoreka pairi nechihondohwe chomudanga chisina chinoshoreka.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

23 Kana wapedza kurinatsa, unofanira kuɓayira nzombe ɗuku isinemhoȿa, negondobge rakatorwa kumakwai.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

23 Kana wapedza kurinatsa, unofanira kubayira nzombe duku isina mhosva, nehondohwe rakatorwa kumakwai.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

23 Kana wapedza kuichenura, unofanira kuzopira handira isina chinoshoreka pairi nechihondohwe chomudanga chisina chinoshoreka.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

23 Kana wapedza kuichenura, unofanira kuzopira handira isina chinoshoreka pairi nechihondohwe chomudanga chisina chinoshoreka.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

23 Kana mapedza kuinatsa, unofanira kubayira hando duku uye negondobwe rinobva pamakwai, zvose zvisina chazvinopomerwa.

Viz kapitola kopírovat

Ezekieri 43:23

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy