Ezekieri 43:22 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Zvino pazuva repiri unofanira kupira gotora risina chinoshoreka pariri romupiro wokupfupira zvitadzo, atari ichabva yachenurwa sokuchenurwa kwainoitwa nehandira. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)22 Nezuʋa repiri unofanira kuɓayira nhoŋgo isinemhoȿa, ciʋe cipiriso ceɀiʋi; ɀino ʋanofanira kunatsa artari, seɀaʋakarinatsa nenzombe. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200222 Nezuva repiri unofanira kubayira nhongo isina mhosva, chive chipiriso chezvivi; zvino vanofanira kunatsa aritari, sezvavakarinatsa nenzombe. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Zvino pazuva repiri unofanira kupira gotora risina chinoshoreka pariri romupiro wokupfupira zvitadzo, atari ichabva yachenurwa sokuchenurwa kwainoitwa nehandira. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona22 Zvino pazuva repiri unofanira kupira gotora risina chinoshoreka pariri romupiro wokupfupira zvitadzo, atari ichabva yachenurwa sokuchenurwa kwainoitwa nehandira. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi22 “Pazuva rechipiri unofanira kubayira nhongo isina chainopomerwa chive chibayiro chechivi, uye aritari inofanira kunatswa sokunatswa kwayakaitwa nehando. Viz kapitola |