Online Bible

- Reklamy -

Ezekieri 43:18 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

18 Akazonditi, “Iwe mwanakomana womunhu zvanzi naTenzi Mwari mirao yapaatari ndeyiyi iyi: Pazuva rainovakirwa kupirira pairi mupiro yokupisa uye nokusasa ropa pairi

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

18 Ɀino akati kwandiri: Mŋanakomana womunhu, ɀanzi naShe Jehova: Iyi ndiyo mitemo yeartari nezuʋa raʋanoriita, kuzopisira’po ɀiɓayiro ɀinopiswa, nokusasira’po ropa.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

18 Zvino akati kwandiri, “Mwanakomana womunhu, zvanzi naIshe Jehovha, ‘Iyi ndiyo mitemo yearitari nezuva ravanoriita, kuzopisirapo zvibayiro zvinopiswa, nokusasirapo ropa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

18 Akazonditi, “Iwe mwanakomana womunhu zvanzi naTenzi Mwari mirao yapaatari ndeyiyi iyi: Pazuva rainovakirwa kupirira pairi mupiro yokupisa uye nokusasa ropa pairi

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

18 Akazonditi, “Iwe mwanakomana womunhu zvanzi naTenzi Mwari mirao yapaatari ndeyiyi iyi: Pazuva rainovakirwa kupirira pairi mupiro yokupisa uye nokusasa ropa pairi

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

18 Ipapo iye akati kwandiri, “Mwanakomana womunhu, zvanzi naIshe Jehovha: Iyi ndiyo ichava mitemo yokubayira zvibayiro zvinopiswa nokusasa ropa pamusoro pearitari painenge yavakwa:

Viz kapitola kopírovat

Ezekieri 43:18

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy