Online Bible

- Reklamy -

Ezekieri 43:16 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

16 Choto cheatari iyoyo chakanga chino mativi mana akaenzana, urefu hwacho hwaiita mamita matanhatu upamhi hwacho huri mamita matanhatuwo.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

16 Coto ceartari cinofanira kuita makubiti anegumi namaʋiri pakureɓa, naanegumi namaʋiri paʋupamhi, matiʋi aro manna akaenzana.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

16 Choto chearitari chinofanira kuita mamita ane gumi namaviri pakureba, naane gumi namaviri paupamhi, mativi aro mana akaenzana.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

16 Choto cheatari iyoyo chakanga chino mativi mana akaenzana, urefu hwacho hwaiita mamita matanhatu upamhi hwacho huri mamita matanhatuwo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

16 Choto cheatari iyoyo chakanga chino mativi mana akaenzana, urefu hwacho hwaiita mamita matanhatu upamhi hwacho huri mamita matanhatuwo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

16 Choto chearitari chine mativi akaenzana, makubhiti gumi namaviri paurefu uye makubhiti gumi namaviri paupamhi.

Viz kapitola kopírovat

Ezekieri 43:16

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy