Ezekieri 43:15 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Kouya choto cheatari iyoyo chaiita mamita maviri uye kubvirawo pachoto chapaatari ichocho paine zvinenge nyanga zvina zvinoita chikamu chehafu yemita kureba kuenda mudenga. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 Artari yokumsoro inofanira kuita makubiti manna; kubva pacoto ceartari ɀicienda kumsoro kunofanira kuʋa nenyaŋga inna. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200215 Aritari yokumusoro inofanira kuita mamita mana; kubva pachoto chearitari zvichienda kumusoro kunofanira kuva nenyanga ina. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Kouya choto cheatari iyoyo chaiita mamita maviri uye kubvirawo pachoto chapaatari ichocho paine zvinenge nyanga zvina zvinoita chikamu chehafu yemita kureba kuenda mudenga. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona15 Kouya choto cheatari iyoyo chaiita mamita maviri uye kubvirawo pachoto chapaatari ichocho paine zvinenge nyanga zvina zvinoita chikamu chehafu yemita kureba kuenda mudenga. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi15 Choto chearitari chakakwirira namakubhiti mana, uye nyanga ina dzakatarisa kumusoro kubva pachoto. Viz kapitola |