Ezekieri 43:13 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Uku ndokupimwa kwakaitwa atari ichierwa namamita, (mita racho iroro rimwechete richiita zana ramasendimita rina masendimita mana). Pasi payo pakaita masendimita makumi mashanu namaviri kureba kuenda mudenga, ichiitawo masendimita makumi mashanu namaviri kufara, iine bhande rinoita makumi maviri amasendimita ana masendimita mashanu kureba kuitenderera. Uhu ndohurefu hweatari iyoyo kukwira mudenga, Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Ubgu ndibgo ʋukuru bgeartari ɀiciyerwa namakubiti (kubiti ndiro kubiti rimŋe noʋupamhi bgecanza): Cigadziko cinofanira kuita kubiti rimŋe, noʋupamhi kubiti rimŋe; citenderedzo cayo panhiʋi dzayo cinofanira kuita ʋupamhi bgecanza; ndi’po pasi peartari. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200213 Uhwu ndihwo ukuru hwearitari zvichiyerwa namamita mita ndiro mita rimwe noupamhi hwechanza: Chigadziko chinofanira kuita mita rimwe, noupamhi mita rimwe; chitenderedzo chayo panhivi dzayo chinofanira kuita upamhi hwechanza; ndipo pasi pearitari. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Uku ndokupimwa kwakaitwa atari ichierwa namamita, (mita racho iroro rimwechete richiita zana ramasendimita rina masendimita mana). Pasi payo pakaita masendimita makumi mashanu namaviri kureba kuenda mudenga, ichiitawo masendimita makumi mashanu namaviri kufara, iine bhande rinoita makumi maviri amasendimita ana masendimita mashanu kureba kuitenderera. Uhu ndohurefu hweatari iyoyo kukwira mudenga, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona13 Uku ndokupimwa kwakaitwa atari ichierwa namamita, (mita racho iroro rimwechete richiita zana ramasendimita rina masendimita mana). Pasi payo pakaita masendimita makumi mashanu namaviri kureba kuenda mudenga, ichiitawo masendimita makumi mashanu namaviri kufara, iine bhande rinoita makumi maviri amasendimita ana masendimita mashanu kureba kuitenderera. Uhu ndohurefu hweatari iyoyo kukwira mudenga, Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 “Izvi ndizvo zviyero zvearitari mumakubhiti marefu, kubhiti riri kubhiti noupamhi hwechanza: Chigadziko chayo chakadzika kubhiti rimwe chete nekubhiti rimwe chete paupamhi, nomuromo uno upamhi hwechanza pamusoro. Uku ndiko kukwirira kwearitari: Viz kapitola |