Ezekieri 43:11 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Kana vakazonyara pana zvose zvavakaita, vatsanangurire nezveTemberi, mamiriro ayo, paibudwa napo nepaipindwa napo nokutarisika kwayo kwose. Uvazivisewo mitemo yayo yose nemirao yayo yose uinyore vachiona nameso avo kuitira kuti vachengete nokuita zvose zvinorehwa nemitemo yayo yose pamwechete nemirao yayo yose. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Ɀino kana ʋacinyara pamsoro peɀose ɀaʋakaita, uʋaziʋise cimiro ceimba, nokuroŋgerwa kwayo, napanoɓuɗiwa napo, napanopindwa napo, neɀimiro ɀayo ɀose, nemitemo yayo yose, neɀimiro ɀayo ɀose, nemirairo yayo yose; uɀinyore ʋaciɀiʋona, kuti ʋaceŋgete cimiro cayo cose, nemitemo yayo yose, ʋaɀiite. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200211 Zvino kana vachinyara pamusoro pezvose zvavakaita, uvazivise chimiro cheimba, nokurongerwa kwayo, napanobudiwa napo, napanopindwa napo, nezvimiro zvayo zvose, nemitemo yayo yose, nezvimiro zvayo zvose, nemirayiro yayo yose; uzvinyore vachizviona, kuti vachengete chimiro chayo chose, nemitemo yayo yose, vazviite. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Kana vakazonyara pana zvose zvavakaita, vatsanangurire nezveTemberi, mamiriro ayo, paibudwa napo nepaipindwa napo nokutarisika kwayo kwose. Uvazivisewo mitemo yayo yose nemirao yayo yose uinyore vachiona nameso avo kuitira kuti vachengete nokuita zvose zvinorehwa nemitemo yayo yose pamwechete nemirao yayo yose. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona11 Kana vakazonyara pana zvose zvavakaita, vatsanangurire nezveTemberi, mamiriro ayo, paibudwa napo nepaipindwa napo nokutarisika kwayo kwose. Uvazivisewo mitemo yayo yose nemirao yayo yose uinyore vachiona nameso avo kuitira kuti vachengete nokuita zvose zvinorehwa nemitemo yayo yose pamwechete nemirao yayo yose. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi11 uye kana vachinyara pamusoro pezvavakaita zvose, uvazivise magadzirirwo etemberi, nourongwa hwayo, panobudiwa napo napanopindwa napo, mamiriro ayo ose nemitemo yayo yose uye mirayiro yayo. Unyore izvi pamberi pavo kuti vagova vakatendeka kumagadzirirwo ayo vagotevera mitemo yayo yose. Viz kapitola |