Ezekieri 43:10 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 “Zvino iwe mwanakomana womunhu tsanangurira imba yaIsiraeri nezveTemberi nokutarisika kwayo namamiriro ayo kuitira kuti vanyare uipi hwavo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Ɀino iwe, mŋanakomana womunhu, ratidza imba yaIsraeri imba ino, kuti ʋanyare pamsoro peɀakaipa ɀaʋo; ŋgaʋayere maitirwe ayo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200210 “Zvino iwe, Mwanakomana womunhu, ratidza imba yaIsiraeri imba ino, kuti vanyare pamusoro pezvakaipa zvavo; ngavayere maitirwo ayo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 “Zvino iwe mwanakomana womunhu tsanangurira imba yaIsiraeri nezveTemberi nokutarisika kwayo namamiriro ayo kuitira kuti vanyare uipi hwavo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona10 “Zvino iwe mwanakomana womunhu tsanangurira imba yaIsiraeri nezveTemberi nokutarisika kwayo namamiriro ayo kuitira kuti vanyare uipi hwavo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi10 “Mwanakomana womunhu, rondedzera nezvetemberi kuvanhu veIsraeri, kuti vanyare pamusoro pezvivi zvavo. Ngavarangarire urongwa hwayo, Viz kapitola |