Ezekieri 42:6 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 nokuti dzaiva nhurikidzwa nhatu dzisina misimboti semisimboti yomunhandare yokunze. Ndokusaka dzimba idzodzo dzapamusoro dzakanga dzakavakwa dzakanyanya kuswedera shure kubvira pasi kupfuura dzimba dzapasi nedzapakati dzacho. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Nokuti akaŋga akaturikidzwa, ari matatu, asinembiru dzakaita sembiru dzamaʋazhe; naiɀoɀo okumsoro akaŋga akamanikana kupfuʋura apasi naapakati ɀicibva pasi. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20026 Nokuti akanga akaturikidzwa, ari matatu, asine mbiru dzakaita sembiru dzamavanze; naizvozvo okumusoro akanga akamanikana kupfuura apasi naapakati zvichibva pasi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 nokuti dzaiva nhurikidzwa nhatu dzisina misimboti semisimboti yomunhandare yokunze. Ndokusaka dzimba idzodzo dzapamusoro dzakanga dzakavakwa dzakanyanya kuswedera shure kubvira pasi kupfuura dzimba dzapasi nedzapakati dzacho. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona6 nokuti dzaiva nhurikidzwa nhatu dzisina misimboti semisimboti yomunhandare yokunze. Ndokusaka dzimba idzodzo dzapamusoro dzakanga dzakavakwa dzakanyanya kuswedera shure kubvira pasi kupfuura dzimba dzapasi nedzapakati dzacho. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 Makamuri omuturikidzwa wechitatu akanga asina mbiru, sezvakanga zvakaita ruvazhe; saka akanga ari maduku panzvimbo youriri pane aya akanga ari pasi uye nechapakati. Viz kapitola |