Online Bible

- Reklamy -

Ezekieri 42:5 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

5 Zvino dzimba dzapamusoro dzako dzakanga dzakati dukupei nokuti maperere akanga akadzitorera nzvimbo yakati kuti kupfuura dzimba dzapasi nedzapakati dzacho dzapamba iyoyo

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

5 Asi makamuri okumsoro akaŋga ari maɗuku kunamamŋe, nokuti maɓiraʋira akaŋga aciatapudzira, kupfuʋura apasi naapakati mukati meimba.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

5 Asi makamuri okumusoro akanga ari maduku kuna mamwe, nokuti mabiravira akanga achiatapudzira, kupfuura apasi naapakati mukati meimba.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

5 Zvino dzimba dzapamusoro dzako dzakanga dzakati dukupei nokuti maperere akanga akadzitorera nzvimbo yakati kuti kupfuura dzimba dzapasi nedzapakati dzacho dzapamba iyoyo

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

5 Zvino dzimba dzapamusoro dzako dzakanga dzakati dukupei nokuti maperere akanga akadzitorera nzvimbo yakati kuti kupfuura dzimba dzapasi nedzapakati dzacho dzapamba iyoyo

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

5 Zvino makamuri apamusoro akanga ari maduku, nokuti nzvimbo dzokuratidzira dzakanga dzatorera nzvimbo yakawanda kubva paari kupfuura makamuri apasi namakamuri apakati peimba.

Viz kapitola kopírovat

Ezekieri 42:5

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy