Online Bible

- Reklamy -

Ezekieri 42:20 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

20 Akaiera mativi mana. Yakanga iine chidziro, kuitenderera, chakanga chichiita mamita mazana maviri namakumi mashanu kureba uye mazana maviri namakumi mashanu amamita upamhi chokuparadzanisa kudivi rinoera nedivi risingaeri.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

20 Akapayera kumatiʋi ose manna; pakaŋga panoruȿiŋgo rwakapoteredza, rwakaŋga rwakaita ɀiyero ɀinamazana mashanu pakureɓa, namazana mashanu paʋupamhi, kuti ruparadzanise pakati peɀitȿene neɀisati ɀiri ɀitȿene.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

20 Akapayera kumativi ose mana; pakanga pane rusvingo rwakapoteredza, rwakanga rwakaita zviyero zvina mazana mashanu pakureba, namazana mashanu pahupamhi, kuti ruparadzanise pakati pezvitsvene nezvisati zviri zvitsvene.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

20 Akaiera mativi mana. Yakanga iine chidziro, kuitenderera, chakanga chichiita mamita mazana maviri namakumi mashanu kureba uye mazana maviri namakumi mashanu amamita upamhi chokuparadzanisa kudivi rinoera nedivi risingaeri.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

20 Akaiera mativi mana. Yakanga iine chidziro, kuitenderera, chakanga chichiita mamita mazana maviri namakumi mashanu kureba uye mazana maviri namakumi mashanu amamita upamhi chokuparadzanisa kudivi rinoera nedivi risingaeri.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

20 Saka akayera nzvimbo kumativi mana ose. Yakanga ino rusvingo rwakaipoteredza, mazana mashanu amakubhiti pakureba uye mazana mashanu paupamhi, kuti zviparadzanise zvitsvene nezvisati zviri zvitsvene.

Viz kapitola kopírovat

Ezekieri 42:20

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy