Ezekieri 42:18 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Akatendeuka akaera kudivi rokumaodzanyemba kukaitawo mazana maviri namakumi mashanu amamita okuera norutsanga irworwo rwokueresa narwo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 Akayera kurutiʋi rwezasi norutsaŋga rwokuyera narwo, ɀikaita tsaŋga dzinamazana mashanu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200218 Akayera kurutivi rwezasi norutsanga rwokuyera narwo, zvikaita tsanga dzina mazana mashanu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Akatendeuka akaera kudivi rokumaodzanyemba kukaitawo mazana maviri namakumi mashanu amamita okuera norutsanga irworwo rwokueresa narwo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona18 Akatendeuka akaera kudivi rokumaodzanyemba kukaitawo mazana maviri namakumi mashanu amamita okuera norutsanga irworwo rwokueresa narwo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi18 Akayerawo rutivi rwezasi; rwakanga runa makubhiti mazana mashanu nechiyero chetsvimbo. Viz kapitola |