Online Bible

- Reklamy -

Ezekieri 42:17 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

17 Akatendeuka akaera divi rokuchamhembe kwacho kukaita mazana maviri namakumi mashanu amamita okuera norutsanga irworwo rwokueresa narwo.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

17 Akayera kurutiʋi rwokumsoro norutsaŋga rwokuyera narwo kumatiʋi ose, ɀikaita tsaŋga dzinamazana mashanu.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

17 Akayera kurutivi rwokumusoro norutsanga rwokuyera narwo kumativi ose, zvikaita tsanga dzina mazana mashanu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

17 Akatendeuka akaera divi rokuchamhembe kwacho kukaita mazana maviri namakumi mashanu amamita okuera norutsanga irworwo rwokueresa narwo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

17 Akatendeuka akaera divi rokuchamhembe kwacho kukaita mazana maviri namakumi mashanu amamita okuera norutsanga irworwo rwokueresa narwo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

17 Akayerawo rutivi rwokumusoro; rwakanga runa makubhiti anosvika mazana mashanu nechiyero chetsvimbo.

Viz kapitola kopírovat

Ezekieri 42:17

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy