Ezekieri 42:16 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Akaera kumabvazuva ikoko norutsanga rwuya rwokueresa narwo kukaita mazana maviri namakumi mashanu amamita okuera norutsanga irworwo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 Akayera kurutiʋi rwamabvazuʋa norutsaŋga rwokuyera narwo, ɀikaita tsaŋga dzinamazana mashanu, norutsaŋga rwokuyera narwo kumatiʋi ose. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200216 Akayera kurutivi rwamabvazuva norutsanga rwokuyera narwo, zvikaita tsanga dzina mazana mashanu, norutsanga rwokuyera narwo kumativi ose. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Akaera kumabvazuva ikoko norutsanga rwuya rwokueresa narwo kukaita mazana maviri namakumi mashanu amamita okuera norutsanga irworwo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona16 Akaera kumabvazuva ikoko norutsanga rwuya rwokueresa narwo kukaita mazana maviri namakumi mashanu amamita okuera norutsanga irworwo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi16 Akayera rutivi rwokumabvazuva netsvimbo yokuyeresa; yakanga ina makubhiti mazana mashanu. Viz kapitola |