Ezekieri 42:13 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Akazoti kwandiri, “Dzimba dzokuchamhembe nedzimba dzokumaodzanyemba dzakatarisana nenhandare, dzimba dzinoera, munodyira vapristi vanoswedera pana Tenzi mipiro inoeresesa kwazvo. Imomo ndomavacharongedza mipiro inoeresesa kwazvo inoti: mupiro woupfu hwembesanwa nomupiro wokupirira zvitadzo nomupiro wokuripira mhosva nokuti nzvimbo iyoyo iNzvimbo Inoera. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Ɀino akati kwandiri: Makamuri okurutiʋi rwokumsoro namakamuri okurutiʋi rwezasi, ari pamberi penɀimbo iri yoga, ndiwo makamuri matȿene, panofanira kudyiwa ɀinhu ɀitȿene‐tȿene naʋaprista ʋari pedyo naJehova; ndi’po paʋacafanira kuisa ɀinhu ɀitȿene‐tȿene, neɀipiriso ɀoʋupfu, neɀipiriso ɀeɀiʋi, neɀipiriso ɀemhoȿa; nokuti inɀimbo tȿene. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200213 Zvino akati kwandiri, “Makamuri okurutivi rwokumusoro namakamuri okurutivi rwezasi, ari pamberi penzvimbo iro yoga, ndiwo makamuri matsvene, panofanira kudyiwa zvinhu zvitsvene-tsvene navapristi vari pedyo naJehovha; ndipo pavachafanira kuisa zvinhu zvitsvene-tsvene, nezvipiriso zvoupfu, nezvipiriso zvezvivi, nezvipiriso zvemhosva; nokuti inzvimbo tsvene. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Akazoti kwandiri, “Dzimba dzokuchamhembe nedzimba dzokumaodzanyemba dzakatarisana nenhandare, dzimba dzinoera, munodyira vapristi vanoswedera pana Tenzi mipiro inoeresesa kwazvo. Imomo ndomavacharongedza mipiro inoeresesa kwazvo inoti: mupiro woupfu hwembesanwa nomupiro wokupirira zvitadzo nomupiro wokuripira mhosva nokuti nzvimbo iyoyo iNzvimbo Inoera. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona13 Akazoti kwandiri, “Dzimba dzokuchamhembe nedzimba dzokumaodzanyemba dzakatarisana nenhandare, dzimba dzinoera, munodyira vapristi vanoswedera pana Tenzi mipiro inoeresesa kwazvo. Imomo ndomavacharongedza mipiro inoeresesa kwazvo inoti: mupiro woupfu hwembesanwa nomupiro wokupirira zvitadzo nomupiro wokuripira mhosva nokuti nzvimbo iyoyo iNzvimbo Inoera. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 Ipapo akati kwandiri, “Makamuri okumusoro neezasi iwo akatarisana noruvazhe rwetemberi ndeevaprista, ndipo panodyirwa zvipiriso zvitsvene-tsvene navaprista vanoswedera pana Jehovha. Vachaisa ipapo zvipiriso zvitsvene-tsvene, zvipiriso zvezviyo, zvechivi, uye zvemhosva, nokuti nzvimbo yacho itsvene. Viz kapitola |