Ezekieri 42:12 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Uyezve nechapasi kwedzimba dzokumaodzanyemba kwaiva nepokupinda napo nechokumabvazuva ukange wapinda napamukana iwoyo uye pakanga pakatarisana nadzo paiva nechidziro chaiganhura. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 Seɀakaŋga ɀakaita mikoʋa yamakamuri akaŋga ari kurutiʋi rwezasi, saiɀoɀo kwakaŋga kunomukoʋa pakuguma kwenzira, iyo nzira yakaŋga yakaruramira pamberi poruȿiŋgo kurutiʋi rwamabvazuʋa, kana munhu acipinda mukati mawo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200212 Sezvakanga zvakaita mikova yamakamuri akanga ari kurutivi rwezasi, saizvozvo kwakanga kuno mukova pakuguma kwenzira, iyo nzira yakanga yakaruramira pamberi porusvingo kurutivi rwamabvazuva, kana munhu achipinda mukati mawo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Uyezve nechapasi kwedzimba dzokumaodzanyemba kwaiva nepokupinda napo nechokumabvazuva ukange wapinda napamukana iwoyo uye pakanga pakatarisana nadzo paiva nechidziro chaiganhura. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona12 Uyezve nechapasi kwedzimba dzokumaodzanyemba kwaiva nepokupinda napo nechokumabvazuva ukange wapinda napamukana iwoyo uye pakanga pakatarisana nadzo paiva nechidziro chaiganhura. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi12 ndizvo zvakanga zvakaita mikova yamakamuri ezasi. Pakanga pane mukova paitangira nzvimbo yokufamba nayo pakanga pakangoenzana namadziro akanangana nawo zvichipfuurira zvakananga kumabvazuva, kana munhu achipinda mumakamuri. Viz kapitola |