Ezekieri 42:11 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Dzakanga dzakafanana nedzimba dziya dzaiva kuchamhembe, urefu hwadzo noupamhi hwadzo hwakaenzana, nemokubuda namo makangofanana, uyewo namamiriro acho namagonhi adzo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Nzira yakaŋga iri pamberi pawo yakaŋga yakafanana nenzira yamakamuri okurutiʋi rwokumsoro; seɀakaŋga ɀakaita kureɓa kwawo, ndiɀo ɀakaŋga ɀakaita ʋupamhi bgawo; pokuɓuɗa pawo pose pakaŋga pakafanana nokuroŋgerwa kwawo nemikoʋa yawo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200211 Nzira yakanga iri pamberi pawo yakanga yakafanana nenzira yamakamuri okurutivi rwokumusoro; sezvakanga zvakaita kureba kwawo, ndizvo zvakanga zvakaita upamhi hwawo; pokubuda pawo pose pakanga pakafanana nokurongerwa kwawo nemikova yawo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Dzakanga dzakafanana nedzimba dziya dzaiva kuchamhembe, urefu hwadzo noupamhi hwadzo hwakaenzana, nemokubuda namo makangofanana, uyewo namamiriro acho namagonhi adzo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona11 Dzakanga dzakafanana nedzimba dziya dzaiva kuchamhembe, urefu hwadzo noupamhi hwadzo hwakaenzana, nemokubuda namo makangofanana, uyewo namamiriro acho namagonhi adzo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi11 nenzvimbo yokufamba nayo nechemberi kwawo. Aya akanga akafanana namakamuri okumusoro; akanga akaenzana pakureba noupamhi, akanga akafanana pokubuda napo uye nokuyerwa kwawo. Sezvakanga zvakaita makonhi okumusoro Viz kapitola |