Ezekieri 42:1 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Akazondiburitsamo akanditungamirira munhandare yomukati nechokuchamhembe. Akandiunza kudzimba dzaiva dzakatarisana nenhandare yeTemberi dzakatarisanawo nemba iri nechokuchamhembe. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)1 Ɀino wakandiɓuɗisira kuruʋazhe rwokunze, nenzira inoenda kurutiʋi rwokumsoro; akandiisa mukamuri rakatarisana nenɀimbo yaiʋa yoga, yakaŋga yakatarisana neimba kurutiʋi rwokumsoro. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20021 Zvino akandibudisira kuruvanze rwokunze, nenzira inoenda kurutivi rwokumusoro; akandiisa mukamuri rakatarisana nenzvimbo yaiva yoga, yakanga yakatarisana neimba kurutivi rwokumusoro. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Akazondiburitsamo akanditungamirira munhandare yomukati nechokuchamhembe. Akandiunza kudzimba dzaiva dzakatarisana nenhandare yeTemberi dzakatarisanawo nemba iri nechokuchamhembe. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona1 Akazondiburitsamo akanditungamirira munhandare yomukati nechokuchamhembe. Akandiunza kudzimba dzaiva dzakatarisana nenhandare yeTemberi dzakatarisanawo nemba iri nechokuchamhembe. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi1 Ipapo murume uya akanditungamirira nechokumusoro nechomukati moruvazhe rwokunze ndokundiendesa kumakamuri akanga akatarisana noruvazhe rwetemberi uye pakatarisana namadziro okunze kurutivi rwokumusoro. Viz kapitola |