Ezekieri 41:8 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Ndakaonawo kuti muTemberi makanga muine huva yakakwirira kutenderera yose. Ugaro hwedzimba dzomumativi dzacho hwakanga huchiita mamita maviri marefu kureba. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Ndakaʋona ʋo kuti paimba pakaŋga panapamŋe pakakwirira kumatiʋi ose; nheyo dzamakamuri okumatiʋi dzakaȿika rutsaŋga rwose, makubiti matanhatu kuȿikira pakusoŋgana kwamadziro. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20028 Ndakaonawo kuti paimba pakanga panapamwe pakakwirira kumativi ose; nheyo dzemukamuti okumativi dzakasvika rutsanga rwose, mamita matanhatu kusvikira pakusangana kwamadziro. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Ndakaonawo kuti muTemberi makanga muine huva yakakwirira kutenderera yose. Ugaro hwedzimba dzomumativi dzacho hwakanga huchiita mamita maviri marefu kureba. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona8 Ndakaonawo kuti muTemberi makanga muine huva yakakwirira kutenderera yose. Ugaro hwedzimba dzomumativi dzacho hwakanga huchiita mamita maviri marefu kureba. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Ndakaona kuti temberi yakanga ina pakakwirira kumativi ayo ose, panova ndipo paiva nheyo yamakamuri omumativi. Yaiva nourefu hwakaenzana netsvimbo yokuyera yakareba makubhiti matanhatu. Viz kapitola |