Online Bible

- Reklamy -

Ezekieri 41:25 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

25 Zvino pamagonhi ezimba guru pakanga pana makerubhu akavezwa painewo miti yemirara sezvakangoita zviya zviya zvakanga zvakavezerwa pamadziro pekamba kapamusuo kaya nechokunze.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

25 Paari, ipo pamasasa etembere, pakaŋga pakaʋezwa makerubi nemicindwe, ɀakafanana neɀakaitwa pamadziro; pakaŋga panecikumbaridzo camatanda necapamberi peɓiraʋira necokunze.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

25 Paari, ipo pamasasa etemberi, pakanga pakavezwa makerubhi nemichindwe, zvakafanana nezvakaitwa pamadziro; pakanga pane chikumbaridzo chamatanda nechapamberi pebiravira nechokunze.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

25 Zvino pamagonhi ezimba guru pakanga pana makerubhu akavezwa painewo miti yemirara sezvakangoita zviya zviya zvakanga zvakavezerwa pamadziro pekamba kapamusuo kaya nechokunze.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

25 Zvino pamagonhi ezimba guru pakanga pana makerubhu akavezwa painewo miti yemirara sezvakangoita zviya zviya zvakanga zvakavezerwa pamadziro pekamba kapamusuo kaya nechokunze.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

25 Uye pamakonhi enzvimbo tsvene yokunze pakanga pane makerubhi akavezwa nemiti yemichindwe yakaita seiya yakavezerwa pamadziro, uye pakanga pane chikumbaridzo chakavezwa pamberi pebiravira.

Viz kapitola kopírovat

Ezekieri 41:25

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy