Online Bible

- Reklamy -

Ezekieri 41:19 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

19 uso hwomunhu hwaiva hwakatarisa kunerimwe divi kumurara uya, uso hweshumba ichiri kuzvinzwa hwaive kumiti yomurara. Mifananidzo yacho yaiva yakavezerwa paTemberi yose iyoyo kuitenderera.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

19 naiɀoɀo kwakaŋga kuneciso comunhu cakatarira kumucindwe kurutiʋi rumŋe, neciso ceshumba ɗuku cakatarira kumucindwe kunorumŋe rutiʋi; ndiɀo ɀaɀakaŋga ɀakaitwa paimba yose kumatiʋi ose;

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

19 naizvozvo kwakanga kune chiso chomunhu chakatarira kumuchindwe kurutivi rumwe, nechiso cheshumba duku chakatarira kumuchindwe kuno rumwe rutivi; ndizvo zvazvakanga zvakaitwa paimba yose kumativi ose;

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

19 uso hwomunhu hwaiva hwakatarisa kunerimwe divi kumurara uya, uso hweshumba ichiri kuzvinzwa hwaive kumiti yomurara. Mifananidzo yacho yaiva yakavezerwa paTemberi yose iyoyo kuitenderera.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

19 uso hwomunhu hwaiva hwakatarisa kunerimwe divi kumurara uya, uso hweshumba ichiri kuzvinzwa hwaive kumiti yomurara. Mifananidzo yacho yaiva yakavezerwa paTemberi yose iyoyo kuitenderera.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

19 chiso chomunhu chakatarisana nomuti womuchindwe kuno rumwe rutivi uye kuno rumwe rutivi chiso cheshumba chakananganawo nomuti womuchindwe uri kuno rumwe rutivi. Zvakanga zvakavezwa pamativi ose etemberi.

Viz kapitola kopírovat

Ezekieri 41:19

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy