Online Bible

- Reklamy -

Ezekieri 41:12 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

12 Imba yaive iri kumadokero yakanga yakatarisana nenhandare yeTemberi yaiva iri makumi matatu amamita ana mamita mashanu upamhi. Chidziro chemba iyoyo chakanga chiine ukobvu hunoita mamita maviri ane hafu. Kureba kwayo kwakanga kuchiita makumi mana amamita ana mamita mashanu.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

12 Imba yakaŋga iri pamberi penɀimbo, yaiʋa yoga kurutiʋi rwamaʋirazuʋa, yakaita makubiti makumi manomŋe paʋupamhi bgayo; cidziro ceimba kumatiʋi ose cakaita makubiti mashanu paʋukobvu, namakubiti makumi mapfumbamŋe pakureɓa.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

12 Imba yakanga iri pamberi penzvimbo, yaiva yoga kurutivi rwamavirazuva, yakaita mamita makumi manomwe paupamhi hwayo; chidziro cheimba kumativi ose chakaita mamita mashanu paukobvu, namamita makumi mapfumbamwe pakureba.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

12 Imba yaive iri kumadokero yakanga yakatarisana nenhandare yeTemberi yaiva iri makumi matatu amamita ana mamita mashanu upamhi. Chidziro chemba iyoyo chakanga chiine ukobvu hunoita mamita maviri ane hafu. Kureba kwayo kwakanga kuchiita makumi mana amamita ana mamita mashanu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

12 Imba yakatarisana noruvazhe rwetemberi nechokumavirira yaisvika makubhiti makumi manomwe paupamhi. Madziro eimba akanga ana makubhiti mashanu paukobvu kumativi ose, uye urefu hwawo hwaisvika makubhiti makumi mapfumbamwe.

Viz kapitola kopírovat

Ezekieri 41:12

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy