Ezekieri 40:9 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Magwatidziro acho rimwe nerimwe raiita mita imwechete izvozvo kamba keSuo Guru kakanga kari mukati kwokupedzesera. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Ipapo akayera ɓiraʋira resuʋo, ɀikaita makubiti masere, nembiru dzaro, makubiti maʋiri; ɓiraʋira resuʋo rakaŋga riri kurutiʋi rweimba. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20029 Ipapo akayera biravira resuo, zvikaita mamita masere, nembiru dzaro, mamita maviri; biravira resuo rakanga riri kurutivi rweimba. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Magwatidziro acho rimwe nerimwe raiita mita imwechete izvozvo kamba keSuo Guru kakanga kari mukati kwokupedzesera. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona9 Magwatidziro acho rimwe nerimwe raiita mita imwechete izvozvo kamba keSuo Guru kakanga kari mukati kwokupedzesera. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 rakanga rakadzika kwamakubhiti masere uye mbiru dzacho makubhiti maviri paukobvu. Biravira resuo rakanga rakanangana netemberi. Viz kapitola |