Ezekieri 40:41 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika41 Kwaiva namateburu mana mukati macho namateburu manawo nechokunze kudivi rimwe reSuo Guru. Ose pamwechete aiva mateburu masere pakanga pachiurayirwa zvibayiro. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)41 Kwakaŋga kunamatafura manna kurutiʋi rwoʋuno, namatafura manna kurutiʋi rweseri, kurutiʋi rwesuʋo, matafura masere paiɓayirwa ɀiɓayiro. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200241 Kwakanga kuna matafura mana kune rumwe rutivi, namatafura mana kurutivi rweseri, kurutivi rwesuo, matafura masere paibayirwa zvibayiro. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika41 Kwaiva namateburu mana mukati macho namateburu manawo nechokunze kudivi rimwe reSuo Guru. Ose pamwechete aiva mateburu masere pakanga pachiurayirwa zvibayiro. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona41 Kwaiva namateburu mana mukati macho namateburu manawo nechokunze kudivi rimwe reSuo Guru. Ose pamwechete aiva mateburu masere pakanga pachiurayirwa zvibayiro. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi41 Saka kwakanga kuna matafura mana parutivi rwesuo uye mamwezve mana kuno rumwe rutivi, matafura masere munzvimbo dzose, pakanga pachiurayirwa zvibayiro. Viz kapitola |