Online Bible

- Reklamy -

Ezekieri 40:37 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

37 Kamba karo kapamusuo kakanga kakatarisana nenhandare yokunze. Raivawo nemifananidzo yemirara pamagwatidziro aro yakati mumwe uku mumwe uku. Matanho aro okukwirisa kwariri akanga ari masere.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

37 Mbiru dzaro dzakaŋga dzakatarira kuruʋazhe rwokunze; kwakaŋga kunemicindwe pambiru dzaro, necoʋuno neceseri; cikwiriso caro cakaŋga cineɀikwiriso ɀisere.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

37 Mbiru dzaro dzakanga dzakatarira kuruvanze rwokunze; kwakanga kune michindwe yakavezwa pambiru dzaro, nechemberi necheseri; chikwiriso charo chakanga chine zvikwiriso zvisere.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

37 Kamba karo kapamusuo kakanga kakatarisana nenhandare yokunze. Raivawo nemifananidzo yemirara pamagwatidziro aro yakati mumwe uku mumwe uku. Matanho aro okukwirisa kwariri akanga ari masere.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

37 Kamba karo kapamusuo kakanga kakatarisana nenhandare yokunze. Raivawo nemifananidzo yemirara pamagwatidziro aro yakati mumwe uku mumwe uku. Matanho aro okukwirisa kwariri akanga ari masere.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

37 Biravira raro rakanga rakatarisana noruvazhe rwokunze; miti yemichindwe yakanga yakashongedza mbiru kumativi ose, uye zvikwiriso zvisere ndizvo zvaisvitsa ikoko.

Viz kapitola kopírovat

Ezekieri 40:37

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy