Ezekieri 40:34 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika34 Kamba karo kapamusuo kakanga kakatarisana nenhandare yokunze. Raivawo nemifananidzo yemirara pamagwatidziro aro yakati mumwe uku mumwe uku. Matanho aro okukwirisa kwariri akanga ari masere. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)34 Maɓiraʋira aro akaŋga akatarira kuruʋazhe rwokunze; kwakaŋga kunemicindwe pambiru dzaro, necoʋuno neceseri; cikwiriso caro cakaŋga cineɀikwiriso ɀisere. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200234 Mabiravira aro akanga akatarira kuruvazhe rwokunze; kwakanga kune michindwe pambiru dzaro, nechemberi necheseri; chikwiriso charo chakanga chine zvikwiriso zvisere. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika34 Kamba karo kapamusuo kakanga kakatarisana nenhandare yokunze. Raivawo nemifananidzo yemirara pamagwatidziro aro yakati mumwe uku mumwe uku. Matanho aro okukwirisa kwariri akanga ari masere. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona34 Kamba karo kapamusuo kakanga kakatarisana nenhandare yokunze. Raivawo nemifananidzo yemirara pamagwatidziro aro yakati mumwe uku mumwe uku. Matanho aro okukwirisa kwariri akanga ari masere. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi34 Biravira raro rakanga rakatarisana noruvazhe rwokunze; miti yemichindwe yakanga yakashongedza mbiru kumativi ose, uye zvikwiriso zvisere ndizvo zvaisvitsa ikoko. Viz kapitola |