Online Bible

- Reklamy -

Ezekieri 40:33 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

33 Dzimba dzaro dzomumativi namagwatidziro aro nakamba karo kapamusuo zvakanga zvakangoenzana sezvimwe. Uye raiva namahwindo mariri kuritenderera nomukamba kacho kapamusuo. Urefu hwaro hwaiva makumi mashanu amamita noupamhi hwaro hwaiita gumi ramamita rina mamita maviri ane hafu.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

33 namakamuri aro, nembiru dzaro, namaɓiraʋira aro neɀiyero iɀeɀi; makaŋga munamawindi mukati maro nomumaɓiraʋira aro kumatiʋi ose; ɀakaita makubiti makumi mashanu pakureɓa, namakubiti makumi maʋiri namashanu paʋupamhi.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

33 namakamuri aro, nembiru dzaro, namabiravira aro nezviyero izvozvi; makanga muna mahwindo mukati maro nomumabiravira aro kumativi ose; zvakaita mamita makumi mashanu pakureba, namamita makumi maviri namashanu pahupamhi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

33 Dzimba dzaro dzomumativi namagwatidziro aro nakamba karo kapamusuo zvakanga zvakangoenzana sezvimwe. Uye raiva namahwindo mariri kuritenderera nomukamba kacho kapamusuo. Urefu hwaro hwaiva makumi mashanu amamita noupamhi hwaro hwaiita gumi ramamita rina mamita maviri ane hafu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

33 Makamuri aro namadziro aro aionekera nebiravira racho zvakanga zvakaenzana nezvimwe pakuyera. Suo nebiravira raro zvakanga zvina mawindo kumativi ose. Zvakanga zvakareba makubhiti makumi mashanu uye makubhiti makumi maviri namashanu paupamhi.

Viz kapitola kopírovat

Ezekieri 40:33

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy