Ezekieri 40:27 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika27 Paivawo neSuo Guru kuchamhembe kwenhandare yomukati. Iye akaera kubvira paSuo Guru rimwe kusvikira kune rimwe akananga kumaodzanyemba pakaita makumi mashanu amamita. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)27 Kwakaŋga kunesuʋo paruʋazhe rwomukati kurutiʋi rwezasi; akayera kubva kunerimŋe suʋo kuȿikira kunerimŋe suʋo kurutiʋi rwezasi ɀikaita makubiti anezana. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200227 Kwakanga kune suo paruvanze rwomukati kurutivi rwezasi; akayera kubva kune rimwe suo kusvikira kune rimwe suo kurutivi rwezasi zvikaita mamita ane zana. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika27 Paivawo neSuo Guru kuchamhembe kwenhandare yomukati. Iye akaera kubvira paSuo Guru rimwe kusvikira kune rimwe akananga kumaodzanyemba pakaita makumi mashanu amamita. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona27 Paivawo neSuo Guru kuchamhembe kwenhandare yomukati. Iye akaera kubvira paSuo Guru rimwe kusvikira kune rimwe akananga kumaodzanyemba pakaita makumi mashanu amamita. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi27 Ruvazhe rwomukati nairwowo rwakanga rune suo rakatarisa zasi, uye akayera kubva pasuo iri kusvika kusuo rokunze kurutivi rwezasi; aiva makubhiti zana. Viz kapitola |