Ezekieri 40:26 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika26 Paivawo namatanho manomwe okukwira nawo kuSuo Guru racho. Kamba karo kapamusuo kainge kari nechomukati uye raiva nemifaninidzo yemirara pamagwatidziro paro rakati rumwe rutivi murara rumwewo murara. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)26 Kwakaŋga kuneɀikwiriso ɀinomŋe ɀokukwira naɀo kwariri; maɓiraʋira aro akaŋga ari pamberi paro; ʋuye rakaŋga rinemicindwe pambiru dzaro, mumŋe necoʋuno nomumŋe neceseri. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200226 Kwakanga kune zvikwiriso zvinomwe zvokukwira nazvo kwariri; mabiravira aro akanga ari pamberi paro; uye rakanga rine michindwe pambiru dzaro, mumwe nechemberi nomumwe necheseri. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika26 Paivawo namatanho manomwe okukwira nawo kuSuo Guru racho. Kamba karo kapamusuo kainge kari nechomukati uye raiva nemifaninidzo yemirara pamagwatidziro paro rakati rumwe rutivi murara rumwewo murara. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona26 Paivawo namatanho manomwe okukwira nawo kuSuo Guru racho. Kamba karo kapamusuo kainge kari nechomukati uye raiva nemifaninidzo yemirara pamagwatidziro paro rakati rumwe rutivi murara rumwewo murara. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi26 Zvikwiriso zvinomwe ndizvo zvaisvitsa ikoko, zvakatarisana nebiravira racho; rakanga rine miti yokushongedza yemichindwe pamadziro aionekera kurutivi rumwe norumwe. Viz kapitola |