Online Bible

- Reklamy -

Ezekieri 40:21 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

21 Dzimba dzaro dzomumativi dzakanga dzakati uku nhatu uku nhatu uye magwatidziro acho nekamba karo zvakanga zvakaenzana sezvakanga zvakangoitawo Suo Guru rokutanga. Urefu hwaro hwaiita makumi maviri amamita ana mamita mashanu, kufara kwaro kuchiita gumi ramamita rina mamita maviri ane hafu.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

21 Makamuri aro aiʋa matatu necoʋuno, namatatu neceseri; mbiru dzaro namaɓiraʋira aro ɀakaŋga ɀakaenzana neciyero cesuʋo rokutaŋga; kureɓa kwaro kwakaȿika makubiti makumi mashanu noʋupamhi makubiti makumi maʋiri namashanu.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

21 Makamuri aro aiva matatu nechemberi, namitatu necheseri; mbiru dzaro namabiravira aro zvakanga zvakaenzana nechiyero chesuo rokutanga; kureba kwaro kwakasvika mamita makumi mashanu nohupamhi mamita makumi maviri namashanu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

21 Dzimba dzaro dzomumativi dzakanga dzakati uku nhatu uku nhatu uye magwatidziro acho nekamba karo zvakanga zvakaenzana sezvakanga zvakangoitawo Suo Guru rokutanga. Urefu hwaro hwaiita makumi maviri amamita ana mamita mashanu, kufara kwaro kuchiita gumi ramamita rina mamita maviri ane hafu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

21 Makamuri aro, matatu kurutivi rumwe norumwe, masvingo aro aionekera nebiravira raro zvakanga zvakaenzana nezviya zvesuo rokutanga. Rakanga rakareba makubhiti makumi mashanu uye rina makubhiti makumi maviri namashanu paupamhi.

Viz kapitola kopírovat

Ezekieri 40:21

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy