Ezekieri 40:18 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Zvino kahuva kacho kaitevedzana namativi emisuo mikuru kachitevedza kureba kwakaita misuo mikuru yacho. Ndokacho kaiva kahuva kapazasi. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 Guʋa rakaroŋgwa rakaŋga riri kurutiʋi rwamasuʋo, rakaenzana pakureɓa kwaro namasuʋo, iro guʋa rakaroŋgwa rapasi. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200218 Guva rakarongwa rakanga riri kurutivi rwamasuo, rakaenzana pakureba kwaro namasuo, iro guva rakarongwa rapasi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Zvino kahuva kacho kaitevedzana namativi emisuo mikuru kachitevedza kureba kwakaita misuo mikuru yacho. Ndokacho kaiva kahuva kapazasi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona18 Zvino kahuva kacho kaitevedzana namativi emisuo mikuru kachitevedza kureba kwakaita misuo mikuru yacho. Ndokacho kaiva kahuva kapazasi. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi18 Yakanga yakaganhurana norutivi rwamasuo uye yakaenzana paupamhi sokureba kwadzakanga dzakaita; ndiyo yakanga iri nzira yakavakirwa yenyasi. Viz kapitola |