Ezekieri 40:15 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Kubvira pamberi peSuo Guru rokupinda naro kusvikira kwokupedzisira kwekamba komukati kepaSuo Guru pakaita makumi maviri amamita ana mamita mashanu. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 Ɀino kubva pamberi pesuʋo, paʋanopinda napo, kuȿikira pamberi peɓiraʋira resuʋo romukati, ɀakaita makubiti makumi mashanu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200215 Zvino kubva pamberi pesuo, pavanopinda napo, kusvikira pamberi pebiravira resuo romukati, zvakaita mamita makumi mashanu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Kubvira pamberi peSuo Guru rokupinda naro kusvikira kwokupedzisira kwekamba komukati kepaSuo Guru pakaita makumi maviri amamita ana mamita mashanu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona15 Kubvira pamberi peSuo Guru rokupinda naro kusvikira kwokupedzisira kwekamba komukati kepaSuo Guru pakaita makumi maviri amamita ana mamita mashanu. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi15 Nhambwe dzaibva pamukova wesuo kusvikira kwokupedzisira kwebiravira dzakanga dziri makubhiti makumi mashanu. Viz kapitola |