Ezekieri 4:7 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 “Unofanira kutarisa wakanangana nokukombwa kweJerusaremu wakarikungira chibhakera pachena ugoporifita uchiyambira guta iroro kuti: Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Urinzire ciso cako wakatarira kukombga kweJerusarema, ruʋoko rwako rwakafukurwa; ugoprofita pamsoro paro. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20027 “Urinzire chiso chako wakatarira kukombwa kweJerusaremu ruoko rwako rwakafukurwa; ugoporofita pamusoro paro. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 “Unofanira kutarisa wakanangana nokukombwa kweJerusaremu wakarikungira chibhakera pachena ugoporifita uchiyambira guta iroro kuti: Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona7 “Unofanira kutarisa wakanangana nokukombwa kweJerusaremu wakarikungira chibhakera pachena ugoporifita uchiyambira guta iroro kuti: Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 Urinzire chiso chako wakatarira kukombwa kweJerusarema uye noruoko rwako rwakashama uprofite pamusoro paro. Viz kapitola |