Ezekieri 4:17 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 ndichaiita izvozvo nokuti chokudya chavo nemvura zvichava zvishomashoma. Vachatarisana vagodumbirwa navo vagoperezeka nechirango chavo ichocho. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)17 kuti ʋashaiwe ɀokudya nemvura, ʋavunduke mumŋe nomumŋe, ʋapere muɀakaipa ɀaʋo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200217 kuti vashayiwe zvokudya nemvura, vavhunduke mumwe nomumwe, vapere muzvakaipa zvavo.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 ndichaiita izvozvo nokuti chokudya chavo nemvura zvichava zvishomashoma. Vachatarisana vagodumbirwa navo vagoperezeka nechirango chavo ichocho. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona17 ndichaiita izvozvo nokuti chokudya chavo nemvura zvichava zvishomashoma. Vachatarisana vagodumbirwa navo vagoperezeka nechirango chavo ichocho. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi17 nokuti zvokudya nemvura zvichashayikwa. Mumwe achavhunduka achiona mumwe uye vachaonda nokuda kwechivi chavo. Viz kapitola |