Online Bible

- Reklamy -

Ezekieri 4:16 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

16 Iye akanditizve, “Iwe mwanakomana womunhu, chiona, ndichashomekesa kuwanda kwechokudya muJerusaremu. Vachadya chokudya chavo chichiita zvokutopimirwa vachitya, uye mvura yavo vachinwa ichiita zvokutoyererwa vachidumbirwa nazvo,

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

16 Akati ʋo kwandiri: Mŋanakomana womunhu, tarira ndicavuna muɗonɀo weɀokudya paJerusarema; ʋacadya ɀokudya ɀakayerwa ʋacitya, ʋacanwa mvura yakayerwa, ʋacivunduka;

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

16 Akatiwo kwandiri, “Mwanakomana womunhu, tarira ndichavhuna mudonzvo wezvokudya paJerusaremu; vachadya zvokudya zvakayerwa vachitya, vachanwa mvura yakayerwa, vachivhunduka;

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

16 Iye akanditizve, “Iwe mwanakomana womunhu, chiona, ndichashomekesa kuwanda kwechokudya muJerusaremu. Vachadya chokudya chavo chichiita zvokutopimirwa vachitya, uye mvura yavo vachinwa ichiita zvokutoyererwa vachidumbirwa nazvo,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

16 Iye akanditizve, “Iwe mwanakomana womunhu, chiona, ndichashomekesa kuwanda kwechokudya muJerusaremu. Vachadya chokudya chavo chichiita zvokutopimirwa vachitya, uye mvura yavo vachinwa ichiita zvokutoyererwa vachidumbirwa nazvo,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

16 Zvino akazoti kwandiri, “Mwanakomana womunhu, ndichamisa kupiwa kwezvokudya muJerusarema. Vanhu vachadya zvokudya zvakayerwa vachifunganya uye vachanwa mvura yakayerwa vapererwa,

Viz kapitola kopírovat

Ezekieri 4:16

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy